Duramazwi · zita
nhongo
n'anza
Duramazwi · zita
Nhongo imbudzi hono yakachinywa.
Nhongo imbudzi hono yakachinywa.
Nhongo yembudzi yakange yakasungirirwa pamutohwe yakamirira banga.
Kana nhongo ichihwehwedza inenge ichiita mahonyera, ichiteverera hadzi, ichiratidza kuifarira.
n'anza
Duramazwi
01 / 03nhongonya
Nhongonya pakati pomusoro panotamba-tamba kana munhu achiri mucheche.
VerengaSwipe for the next word