KwaunobvaDuramazwiMmaungira

Duramazwi · zita

maungira

mukoozaunga

Zvinoreva

Maungira kudavirira kunoita ruzha runenge rwaitwa, kunyanya kana munhu ari mumupata. Ndadaidzira ndiri mugomo, pakabuda maungira.

1

Maungira kudavirira kunoita ruzha runenge rwaitwa, kunyanya kana munhu ari mumupata. Ndadaidzira ndiri mugomo, pakabuda maungira.

Ndakatanga kunzwa maungira andisina kunzwisisa kuti aiva eyi.

Muzinga maungira emazwi kana rumwe ruzha runenge ruchiwznika kure kure.

Kuwunga maungira anenge achidzoka kumunhu anenge aita ruzha.

Zvakafanana

mukoo · zaunga

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

maupandu

Maupandu izwi rinoshandiswa pakubata hama dzemufi maoko. Nawozve maupandu aya.

Verenga

Swipe for the next word