KwaunobvaDuramazwiGgwebu

Duramazwi

gwebu

Zvinoreva

Kuti gwebu kukwatura chivharo kana dombo rakaita gwandefa kuti uone zviri pasi. Akati gwebu gwandeja ndokubva aona chinyavada.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gweda

Kugweda kumhanya uchitomhoka-tomhoka. Vakomana vaigweda, vachimirira kuti pito irire vatangise mutambo.

Verenga

Swipe for the next word