KwaunobvaDuramazwiFfakisi

Duramazwi · zita

fakisi

Zvinoreva

Fakisi muchina wekutumira nawo mashoko, wekuti unopinza chinyorwa chine mashoko aunoda kutumira mauri otosvika kwaunoda, achiita zvokuverengwa papepa.

1

Kufakisa chinyorwa kuchitumidzira nemuchina wekufambisa mashoko, unonzi fakisi.

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word