KwaunobvaDuramazwiSshamwarikadzi

Duramazwi · zita

shamwarikadzi

Zvinoreva

Kana uri murume, shamwarikadzi yako munhu wechisikana kana wechikadzi waunenge uchidanana kana kungowirirana naye.

1

Kana murume achiti sheche yangu anenge achireva mudzimai kana shamwarikadzi yake.

Kana uri murume, shamwarikadzi yako munhu wechisikana kana wechikadzi waunenge uchidanana kana kungowirirana naye.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shana

Shana imbeva ine mafuta akawanda, inochera mwena unoenda pasi pasi.

Verenga

Swipe for the next word