KwaunobvaDuramazwiSshokora

Duramazwi

shokora

-tsokota

Zvinoreva

Kana uchishokora unenge wakaisa zviyo kana mhunga muduri, uchitswa kuti hundi ibve.

1

Zvakafanana

-tsokota

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shokoshoko

Shokoshoko munhu ane mari yakawanda chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word