Duramazwi · zita
shoma
brief · limited · little · marginal · meager · premium · scanty · little; few · few
Duramazwi · zita
brief · limited · little · marginal · meager · premium · scanty · little; few · few
Ilri idzitsi rechipauro rinoshandiswa kutsanangura zvinhu zvisina kuwanda. Ini handiguti sadza shoma, saka ndipeiwo rakawanda.
Ilri idzitsi rechipauro rinoshandiswa kutsanangura zvinhu zvisina kuwanda. Ini handiguti sadza shoma, saka ndipeiwo rakawanda.
Kune vamwe vaitorishanda basa rehucaretaker iri vachibvisa zvirema nechembere tsvina but vachingopiwa mari shoma shoma.
Musi webvunzo unofanira kunge wokwanisa kunyurura pfungwa nekutonyora sezvo nguva inogona kukuitira shoma.
Tsika iyi ichiri kuitwa munzvimbo shoma nhasi uno nokuda kwekuti vanhu havachina kubatana ave mazvake-mazvake.
Musi webvunzo unofanira kunge wokwanisa kunyurura pfungwa nekutonyora sezvo nguva inogona kukuitira shoma.
Chaizongonetsa Vhaireti ndechokuti basa raOziwero raimudyira nguva yake zhinji zvekuti nguva yekutandara nemhuri yakaramba ichingoita shoma.
Mari shoma yaiva chipingidzo pakuvaka imba yavo.
mbichana · bhichana
dzoma
Duramazwi
01 / 03shomanana
Zvinhu zvishomanana zvinenge zvisingatombokwani kuitisa zvaunenge uchida kuzvishandisira. Ndakapuwa mvura shomanana, zvokuti ndakasara ndine nyota.
VerengaSwipe for the next word