Duramazwi
shomanene
-shomanana
Duramazwi
Kana munhu akati hope _chwa_ anenge angorara kwenguva shomanene.
Sekeni izwi rinotaridza chiito chinotora nhambo shomanene.
Kamhepo kaye kanenge kachidiwa kakatanga hako kuita musikanzwa kwave kuvhura curtain zvishomanene.
-shomanana
Duramazwi
01 / 03shomeka
scarce
VerengaSwipe for the next word