KwaunobvaDuramazwiSshomho

1

Dhaiza mutambo wokubhejerana, muchiita zvijana zvokukanda tushomho tune nyora, muchidyana mari.

Madhaiza mutambo wekubhejerana nekudyana mari unotambwa vanhu vachiita zvokukanda tushomho tune nyora.

Zvine chekuita

shomhwe

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shomhwe

Shomhwe imhodzi dzechakata kana dzemapfura dzine mwoyo unenge nzungu, unodyiwa.

Verenga

Swipe for the next word