Duramazwi
zvishomanana
slight
Duramazwi
slight
Zvishoma.
Zvishoma.
Mwena uyu waingoonekwa zvishomanana kumusuo kwawo, mberi kwacho kuchiva nerima raityisa.
Kuti mweku kunyemwerera kwekungoti oo zvishomanana, munhu asingaendereri mberi.
Kuti dzvutu kunwa chinwiwa zvishomanana, wobva wabvisa komichi pamuromo.
Duramazwi
01 / 03zvishongo
jewelry
VerengaSwipe for the next word