KwaunobvaDuramazwiNnyararira

Duramazwi

nyararira

Zvinoreva

Kunyara kuzvituka kana kuzvishora pamusoro pezvinhu zvakaipa kana zvinosvoreka zvaunenge waita.

1

Kunyara kuzvituka kana kuzvishora pamusoro pezvinhu zvakaipa kana zvinosvoreka zvaunenge waita.

Jaya rakanyara rabatwa risina kupfeka mumbamo.

Zvino BaTakue vainge voigochera pautsi mukunyararira Tadiwa nekuti aigona kuramba kuti hava danane nyaya yotorwa serape.

Kunyandura munhu kumudenha kuti atsamwe iye anga akazvinyararira.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyare

Kuti nyare kusunga zvinyoronyoro zvisinganetsi kusungunura.

Verenga

Swipe for the next word