Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nyare kusunga zvinyoronyoro zvisinganetsi kusungunura.
Kuti nyare kunzwa, kunetsekana mupfungwa kunoita munhu achinge aita zvisina kukodzera.

Vakomana vakaseka havo iko zvino BaTakunda vainge vasisa nyare.
Mukuwasha akati nyare ataura shoko rinonyadzisira pana ambuya.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyarira
Kana poto ine makoko ikanzi yanyarira, makoko acho anenge anyorovera nekuda kwemvura inenge yadirwamo.
VerengaSwipe for the next word