Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chichira mucheka wasakara unogona kushandiswa ku-pukutisa, kukorobha kana pazvi-mwewo zvimabasa zvingangoitwa pamba.
1
Chichira mucheka wasakara unogona kushandiswa ku-pukutisa, kukorobha kana pazvi-mwewo zvimabasa zvingangoitwa pamba.
Chipenga chichira chidiki chinenge chabvarurwa kana kuchekwa kubva pajira guru.
Chichira mucheka wasakara unogona kushandiswa ku-pukutisa, kukorobha kana pazvi-mwewo zvimabasa zvingangoitwa pamba.
Hata uswa kana chichira chinomonwa choiswa pakati pamusoro kuitita kuti utsige nyore zvinorema zvakaita sehuni kana chirongo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chichoni
Kana munhu akanzi chichoni anenge akaenda akandoro-va zvekuti dzimwe nguva anenge a-singanyatsozivikanwa kuti ari papi chaipo.
VerengaSwipe for the next word