Duramazwi01 / 03chichinhaKuchichinha kuro-hwa moyo nenyama yaunenge wa-dya inenge iine mafuta akawandisa.Verenga→
Duramazwi02 / 03chichinuKuti chichinu kufa-mba kwavanhu vakawanda vakana-nga divi rimwe. Vanhu vakati chi-chinu vakananga kuguva kundoviga mushakabvu.Verenga→
Duramazwi03 / 03chichiraChichira mucheka wasakara unogona kushandiswa ku-pukutisa, kukorobha kana pazvi-mwewo zvimabasa zvingangoitwa pamba.Verenga→