KwaunobvaDuramazwiCchichinu

Duramazwi

chichinu

Zvinoreva

Kuti chichinu kufa-mba kwavanhu vakawanda vakana-nga divi rimwe. Vanhu vakati chi-chinu vakananga kuguva kundoviga mushakabvu.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chichira

Chichira mucheka wasakara unogona kushandiswa ku-pukutisa, kukorobha kana pazvi-mwewo zvimabasa zvingangoitwa pamba.

Verenga

Swipe for the next word