Duramazwi
Zvinoreva
Kuderedza kupisa.
Munhu anemeso akati tsvetee.
Kuderedza kupisa.
Pamutambo wenhabvu, kuchesita bhora kurirova nedundundupasina kana kuripomhodza.
Kana uchipomhodza mumhanzi unenge uchideredza musindo wemazwi nezviridzwa.
Kana uchifuridza tii inopisa unenge uchiipomhodza nomweya waunoita zvokufemera mukapu macho.
Kana uchipomhodza unenge uchitonhodza zvinhu zvinopisa.
Kana uchipomhodza mumhanzi unenge uchideredza musindo wemazwi nezviridzwa.
Kana uchipombodza mumhanzi unege wava kuridza mumhanzi wakapfava.
Munhu anemeso akati tsvetee.
Pamutambo wenhabvu, kuchesita bhora kurirova nedundundupasina kana kuripomhodza.
Kana uchipomhodza mumhanzi unenge uchideredza musindo wemazwi nezviridzwa.
Kana uchifuridza tii inopisa unenge uchiipomhodza nomweya waunoita zvokufemera mukapu macho.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pomhodzwa
Mumhanzi wakapomhodzwa ndeuya wakapfava.
VerengaSwipe for the next word