Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ponde mudziyo unogadzirwa kubva pagaba rakapera jamhu, bhinzi kana zvimwewo, unotengeserwa doro kana kunwirwa mvura.
1

Kuruka maponde nekuveza, mabasa emaoko anoraramisa vanhu vazhinji.
Mhondeponde chikafu chinobikwa nemhunga isina kutswiwa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pondo
pounds
VerengaSwipe for the next word