Duramazwi · zita
Zvinoreva
Neka igaba rinonwirwa zvinhu zvakaita semvura nemahewu.
1

Zvevana vemazuvano Ko maitova neka dish towel.
Kuti _neka neka_ kuita bishi rokuita chimwe chinhu, vanhu vachishandira pamwe.
Neka igaba rinonwirwa zvinhu zvakaita semvura nemahewu.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03neka neka
Kuti _neka neka_ kuita bishi rokuita chimwe chinhu, vanhu vachishandira pamwe.
VerengaSwipe for the next word