Duramazwi02 / 03neka nekaKuti _neka neka_ kuita bishi rokuita chimwe chinhu, vanhu vachishandira pamwe.Verenga→
Duramazwi03 / 03nekaidzaKunekaidza kukonzera kuti munhu asagara pasi achishanda, sezvinoita munhu ane vaenzi pamba pake, kana munhu ane nhimbe.Verenga→