Duramazwi
nei
ngenyisei
Duramazwi
Iri izwi rinoshandiswa pakubvunza munhu kuti aitirei zvacho zvaanenge aita.
Iri izwi rinoshandiswa pakubvunza munhu kuti aitirei zvacho zvaanenge aita.
Waenda kunotamba nei, ini ndanga ndati usaenda?
Ndakashamisika kuona kuti kumain house magetsi aiveko ndichibva ndatoshaya kuti saka mangu aendeswa nei?.
Matambudziko aya ari kukonzerwa nei uye angagadziriswe sei?
ngenyi · sei
Duramazwi
01 / 03neimwe nzira
somehow
VerengaSwipe for the next word