Duramazwi
Zvinoreva
Kunekaidza kukonzera kuti munhu asagara pasi achishanda, sezvinoita munhu ane vaenzi pamba pake, kana munhu ane nhimbe.
1

Kunekaidza munhu kumuita kuti aite zvaari kuita nekukurumidza.

2

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nekaira
Kunekaira kuita zvinhu nechimbichimbi, kana kufambisa.
VerengaSwipe for the next word