Duramazwi
Zvinoreva
Kana vhiri raponja rinenge rapera mweya.
1
Kana vhiri raponja rinenge rapera mweya.
Kuti fiyo kuita karuzha kunoita mweya kana uchibuda muvhiri raponja.
Muponja mashizha omuriwo, zvikuru womugadheni, unenge wakasungwa pamwe chete wakaita chitsote.
Kuti fa kubuda kwemweya sezvinoita taira kana raponja.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03ponji
puncture
VerengaSwipe for the next word