Duramazwi
Zvinoreva
Kana chiitiko chikanzi chashaya basa chinenge chaitika asi pakashaya chinobudirira kubva pazviri.
1
Kana chiitiko chikanzi chashaya basa chinenge chaitika asi pakashaya chinobudirira kubva pazviri.
Akambozama kunotengesa Joni zvaiita vamwe, asi zvakashaya basa akadzoka.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shayamhanda
Shayamhanda ifaibha romusango rinomera mumakomo.
VerengaSwipe for the next word