Duramazwi · zita
shaya
jaw
Duramazwi · zita
jaw
Kana washaya unenge usina kuwana zvaunenge uchida.
Shaya idivi rechiso kubva pazasi penzeve kusvika pechirebvu.
Kana washaya unenge usina kuwana zvaunenge uchida.
Vainge vakatobata shaya vachishaya kuti chii chiri kuitika nehupenyu hwavo.
Kuti apindure chaiko aiita kunge munhu ahakira shaya nekuti marute ndiwo aingoita nhange mutange.
Kana munhu achiti ashaya anenge achireva kuti haachanyatsi kuziva munhu waari kutaura naye.
Ndianiko uyu, ndashaya.
Shaya idivi rechiso kubva pazasi penzeve kusvika pechirebvu.
Vainge vakatobata shaya vachishaya kuti chii chiri kuitika nehupenyu hwavo.
Kuti apindure chaiko aiita kunge munhu ahakira shaya nekuti marute ndiwo aingoita nhange mutange.
Haana kuda kuvadistaber hake akabva avhara door ndokumbogara akabata shaya hameno zvainge zvave kufungwa apo hope dzakabva dzatopera hadzo.
-gomba · rushaya
Duramazwi
01 / 03shaya basa
Kana chiitiko chikanzi chashaya basa chinenge chaitika asi pakashaya chinobudirira kubva pazviri.
VerengaSwipe for the next word