KwaunobvaDuramazwiSshawa

Duramazwi · zita

shawa

shower

Zvinoreva

Shawa ipombi inomwaya mvura munhu achigeza.

1

Shawa ipombi inomwaya mvura munhu achigeza.

Shawa ipombi inomwaya mvura munhu achigeza.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shawakepi

Shawakepi inguwani yepurasitiki inopfekwa nemunhu mumusoro kana achigeza senzira yekudzivirira kuti vhudzi rake risaenda mvura.

Verenga

Swipe for the next word