KwaunobvaDuramazwiSshavi

Duramazwi · zita

shavi

Zvinoreva

Shavi mweya womutorwa unouya pamunhu uchimupa masimba neunyanzvi hwekuita mabasa akasiyana-siyana.

1

Shavi mweya womutorwa unouya pamunhu uchimupa masimba neunyanzvi hwekuita mabasa akasiyana-siyana.

Murume uyu akagarwa neshavi rinomupa masimba okuvhima.

Badza muripo unopiwa kun anga kuti shavi rayo rikwanise kukushandira zvaunoda.

Kuti hiya-a ruzha runoitwa nemunhu anenge achisvikirwa nemudzimu kana shavi.

2

Kana munhu achinzi ane shavi anenge achiita zvinhu zvaasingatarisirwi kuita.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shavira

Kana uchishavira vana vako, unenge uchifamba kwakasiyana-siyana uchivatsvakira zvingavararamisa.

Verenga

Swipe for the next word