KwaunobvaDuramazwiSshave

Duramazwi · zita

shave

Zvinoreva

Mweya wepasi unofambira munhu uchiita kuti ave neunyanzvi kana mufambiro mumwe.

1

Mweya wepasi unofambira munhu uchiita kuti ave neunyanzvi kana mufambiro mumwe.

Ramamoyo raiva shave nokuti Mari inotambirwa nemurume wake ndomari inotambirwawo kumba kwaMai mhofu asi kungoti Mamoyo kusarongeka.

Shaveshave chipembenene chine mapapiro ane mavara akasiyana-siyana.

Zenda ishave rinochengeta vana vomunhu anenge achisvikirwa naro.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shaveshave

Shaveshave ishiri ine mavara matema nemachena akatevedza muviri wayo, inonzi yakapusa, uye isingadyiwi.

Verenga

Swipe for the next word