KwaunobvaDuramazwiSshava

Duramazwi · zita

shava

Zvinoreva

Kana munhu achishava anenge achitsvaka zvinhu zvinomupa kurarama.

Shava chidao chevanhu vanoera Mhofu.

Shava ruvara rwuri pakati perutema nerutsvuku.

1

Kana munhu achishava anenge achitsvaka zvinhu zvinomupa kurarama.

Ehede, babaiwe Shava, VaHera vakapera nenda, dondizwiraiwo.

Chierwa chavaera Shava inhuka.

Iri izita rokurumbidza rinoshandiswa navanhu vanoyera Shava.

2

Kana uchishava unenge uchivhima mhuka musango.

3

Shava chidao chevanhu vanoera Mhofu.

Chierwa chavaera Shava inhuka.

Iri izita rokurumbidza rinoshandiswa navanhu vanoyera Shava.

Ichi chidao chevanhu vanoera Shava yekwa-Nyashanu.

4

Shava ruvara rwuri pakati perutema nerutsvuku.

Iri izita rokurumbidza rinoshandiswa navanhu vanoyera Shava.

Ichi chidao chevanhu vanoera Shava yekwa-Nyashanu.

Mazarura chidao chevaera Shava vanonzi havanyimi.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shave

Mweya wepasi unofambira munhu uchiita kuti ave neunyanzvi kana mufambiro mumwe.

Verenga

Swipe for the next word