Duramazwi · zita
shayamhanda
shamhanda
Duramazwi · zita
Shayamhanda ifaibha romusango rinomera mumakomo.
Shayamhanda ifaibha romusango rinomera mumakomo.
Shayamhanda ifaibha romusango rinomera mumakomo.
Konji ishinda chena inowanikwa kana munhu achinge apura chimwoyo chemufaibha kana mushayamhanda.
Sununu rudzi rwamashayamhanda anoshandiswa kugadzirisa ndandi.
shamhanda
Duramazwi
01 / 03shayi
Chinhu chakaipa chinounza minyama kana munyama.
VerengaSwipe for the next word