KwaunobvaDuramazwiPperera pasi

Duramazwi

perera pasi

Zvinoreva

Kana zvichinzi zvinhu zvaperera pasi zvinenge zvaitwa nenzira yazvo, asi pasina chimuko chinobuda pazviri.

1

Kana zvichinzi zvinhu zvaperera pasi zvinenge zvaitwa nenzira yazvo, asi pasina chimuko chinobuda pazviri.

Ndakabhadhara mari yangu yechikoro asi zvose zvakaperera pasi mwana wangu afoira.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

perere

Kuti perere kuisa zvinhu uchizvipedzera mune umwe mudziyo kana pane imwe nzvimbo.

Verenga

Swipe for the next word