Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hundumba isora rinorimwa, rinobva kunyika yelndiya, rinoti rikadyiwa nemombe dzinofa.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hundwa
Hundwa indove yen'ombe yakaoma inokuhudzisa moto, zvikuru pakupisa hari dzabva kuumbwa.
VerengaSwipe for the next word