KwaunobvaDuramazwiHhunga

Duramazwi · zita

hunga

mukunga

Zvinoreva

Hunga ihove refu, ine musoro unenge wenyoka uye inowanikwa munzizi huru. _Ukabata hunga unoicheka musoro woukandira mudziva._

1

Hunga ihove refu, ine musoro unenge wenyoka uye inowanikwa munzizi huru. _Ukabata hunga unoicheka musoro woukandira mudziva._

Takabva neko kumhunga hakuna ipwa.

Ndinoda kuisa shunga muputugadzike.

Zinyamhunga isora rinowanikwa mumahombekombe menzizi rinofarirwa nemombe zvikuru.

Zvakafanana

mukunga

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hungubwe

Hungubwe rudzi rwegava rine musana mutema.

Verenga

Swipe for the next word