KwaunobvaDuramazwiMmutyora

Duramazwi · zita

mutyora

mutekamutombahundi

Zvinoreva

Mutyora ndechinoshandiswa pakubika derere, chinobva mumadota emaguri echibage.

1

Mutyora ndechinoshandiswa pakubika derere, chinobva mumadota emaguri echibage.

Mutyora ndechinoshandiswa pakubika derere, chinobva mumadota emaguri echibage.

Zvakafanana

muteka · mutomba · hundi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutyutyu

Kana munhu achinzi ane mutyutyu anenge ari munhu anotya zvikuru kuita zvimwe zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word