KwaunobvaDuramazwiMmutyutyu

Duramazwi · zita

mutyutyu

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane mutyutyu anenge ari munhu anotya zvikuru kuita zvimwe zvinhu.

1

Pasi kana mutyutyu unobuda panzvimbo yachera gomba.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutyuviza

Mutyuviza idoro rinovava rakaita mvura mvura.

Verenga

Swipe for the next word