Duramazwi · zita
muumbi
potter
Duramazwi · zita
potter
Muumbi munhu anogona kugadzira zvinhu zvakaita se hari achishandisa ivhu rakakanywa.

Kana muumbi wehari achiisa nyora dzokuti hari itaridzike zvakanaka, anenge achiinemba.
Duramazwi
01 / 03muumi
VerengaSwipe for the next word