Duramazwi02 / 03muungoMuungo muti unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura zhinji, une hunde inobudisa mukaka uchishandiswa kugadzira rabha.Verenga→
Duramazwi03 / 03muunzeMuunze rudzi rwemuti une hunde yakati twasu neganda rinoda kutsvedzerera, unomera munzvimbo dzine makomo.Verenga→