KwaunobvaDuramazwiMmuungo

Duramazwi · zita

muungo

mukangarunyangarwapfenedokomeramubungu

Zvinoreva

Muungo muti unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura zhinji, une hunde inobudisa mukaka uchishandiswa kugadzira rabha.

1

Ungo vana vanoberekwa nomuungo, kamuti kanotatanda kachikwira nemimwe miti.

Zvakafanana

mukanga · runyangarwapfene · dokomera · mubungu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muunze

Muunze rudzi rwemuti une hunde yakati twasu neganda rinoda kutsvedzerera, unomera munzvimbo dzine makomo.

Verenga

Swipe for the next word