Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbatatisi.
Hwamanda.
1
Mbatatisi.
Kufovova kusvava kunoita mbambaira kana mbatata kana yagarisa isina kubikwa.
Kubaradza kuchema uchizhambatata sezvinoita mwana arumwa nechimwe chinhu.
Kariri usavi hunobikwa nembatata dzinoitwa zvokupwanywa kana dzaibva, dzoita sebota gobvu.
2
Hwamanda.
Kufovova kusvava kunoita mbambaira kana mbatata kana yagarisa isina kubikwa.
Kariri usavi hunobikwa nembatata dzinoitwa zvokupwanywa kana dzaibva, dzoita sebota gobvu.
Kuti fufunu kubvisa kaganda kepamusoro pechinhu chakaita sembatata.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbatatisi
potato
VerengaSwipe for the next word