Duramazwi · zita
mbatatisi
potato · potatoes
Duramazwi · zita
potato · potatoes
Mbatatisi chirimwa chinenge mbambaira chinorimwa pamihomba yevhu uye chinodyiwa kana chabikwa.

Kuti ferenu kubvisa makanda pachidyiwa chakaita seranjisi kana mbatatisi.
Chipfenurwa kakwande kanobva panovezwa matanda kana kuti sezvakaita panoparwa mbatatisi.
Mbatatisi chirimwa chinenge mbambaira chinorimwa pamihomba yevhu uye chinodyiwa kana chabikwa.
Duramazwi
01 / 03mbato
Pinjisi.
VerengaSwipe for the next word