Duramazwi
Zvinoreva
Mbatsi imbeva inodyiwa.
1
Mbatsi imbeva inodyiwa.
Tsambatsi muchero unowanikwa kunyanya mumapani, unotanga wakatsvukira asi wozoita ruvara rutema kana waibva.
Do muchero unoberekwa muzhizha wakaita setsambatsi, unotapira chaizvo uye unoti kana waibva unoita ruvara rutema.
Mutsambatsi muti unomera kunyanya pazvuru mumapani, usingaendi mudenga, unobereka tuvana twunodyiwa twakatenderera tunosviba kana twaibva.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbatwa
Mbatwa munhu anenge atowanikidzwa achipara mhosva akabatwa. Mbavha imbatwa.
VerengaSwipe for the next word