Duramazwi01 / 03hwazhaKuhwazha kutaura nezwi riri pamusoro zvokuti vanhu vazhinji vanonzwa zvaunenge uchitaura.Verenga→
Duramazwi03 / 03hwazhuraKana munhu achihwazhura zviyo zvishoma anenge achizvikuya nesimba kuti zvinyatsotsetseka.Verenga→