KwaunobvaDuramazwiMmvinga

Duramazwi · zita

mvinga

nhiva

Zvinoreva

Mvinga ivhu rinotimbwa nebadza kana negeja pakurima.

1

Mvinga ivhu rinotimbwa nebadza kana negeja pakurima.

Mvinga ivhu rinotimbwa nebadza kana negeja pakurima.

Zvakafanana

nhiva

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvirinyinyi

Kana zvinhu yakati mvirinyinyi zvinenge zvisina kuenzana, zvakangoti chimwe chakareba, chimwewo chakapfupika. Mambava embwa yake akangoti mvirinyinyi, zvokuti haungarambi kuti inonzwa gwembe.

Verenga

Swipe for the next word