Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu yakati mvirinyinyi zvinenge zvisina kuenzana, zvakangoti chimwe chakareba, chimwewo chakapfupika. Mambava embwa yake akangoti mvirinyinyi, zvokuti haungarambi kuti inonzwa gwembe.
1
Kana zvinhu yakati mvirinyinyi zvinenge zvisina kuenzana, zvakangoti chimwe chakareba, chimwewo chakapfupika. Mambava embwa yake akangoti mvirinyinyi, zvokuti haungarambi kuti inonzwa gwembe.
Kuti _mvirinyinyi_ kwakaita n'ombe iyi kutomhan'ara kuti iri kurwara.
Kana zvinhu zvakaita mamvirinyinyi zvinenge zvakangozara-zara pese pese zvisina kurongedzwa zvakanaka.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mviriri
Kuti mviriri kundeya zvine simba, uye zvine karuzha zvinoita ibwe rinenge raposherwa zvine simba.
VerengaSwipe for the next word