KwaunobvaDuramazwiFfandu

Zvinoreva

Kuzaruka kwezvinhu zvichibuda.

1

Kuzaruka kwezvinhu zvichibuda.

Kuti fandu kuenda, kuuya kana kubuda kwezvinhu zvakawanda panguva imwe chete.

Kuti fandu kubuda kwezvinhu zvanga zvakamanikidzwa mumudziyo.

2

Kuti fandu kubuda kwezvinhu zvanga zvakamanikidzwa mumudziyo.

3

Kuti fandu kuenda, kuuya kana kubuda kwezvinhu zvakawanda panguva imwe chete.

Zvakafanana

fanyangu

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fanduka

Kufanduka kumera kana kubuda kwezvinhu zvakaita semaruva panguva imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word