KwaunobvaDuramazwiFfandanu

Duramazwi

fandanu

Zvinoreva

Kuti fandanu kuvhurika kana kubuda kwezvinhu zvanga zvakadzvanyirirwa pane imwe nzvimbo.

1

Kuti fandanu kutaura uchibudisa pachena zvinhu zvanga zvakavandika.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fandanuka

Kana chinhu chichifandanuka chinenge chichivhurika, kana kubuda choga kubva pachinenge chakadzvanyirirwa kana kuvharirwa.

Verenga

Swipe for the next word