KwaunobvaDuramazwiVvhukutu

Duramazwi · zita

vhukutu

Zvinoreva

5. Vhukutu idanda guru rakaora mukati.

1

5. Vhukutu idanda guru rakaora mukati.

Matanda makuru masairirwa, unosiya nevhukutu.

(Zvinhu zvose ndezvokutombotanga waedza nokuti dzimwe nguva unozoona kuti chinhu chawanga uchiti hachigoneki chichitova nyore kuchiita.)

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhumbama

Kuvhumbama kurara wakazviunganidza panzvimbo, sezvinoita huku inenge ichikandira kana kurarira.

Verenga

Swipe for the next word