KwaunobvaDuramazwiVvhumbamira

Duramazwi

vhumbamira

Zvinoreva

[-bvumbamira] 1 Kana huku yakavhumbamira zvitiyo inenge yakazvichengetedza nenzira yekuzvifukidza nemanhenga ayo.

1

[-bvumbamira] 1 Kana huku yakavhumbamira zvitiyo inenge yakazvichengetedza nenzira yekuzvifukidza nemanhenga ayo.

Kana huku ichirarira mazai ayo inenge yakaavhumbamira kuti azotsotsonyeka.

Kuhamira kuvhumbamira pamazai kunoitwa neshiri kuti a-tsotsonye.

2

2 Kugumbatira.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhumbu

Kuti vhumbu kufukunyura zvinhu uchishandisa minwe yakawanda.

Verenga

Swipe for the next word