KwaunobvaDuramazwiTtukana

Duramazwi

tukana

-popotedzana-reketedzana

Zvinoreva

Kana vanhu vakatukana vanenge vakandidzana mashoko okurwadzisana nokusvorana.

1

Kana vanhu vakatukana vanenge vakandidzana mashoko okurwadzisana nokusvorana.

Kana vanhu vakatukana vanenge vakandidzana mashoko okurwadzisana nokusvorana.

Kurandutsira kudzivirira vanhu vanenge vatsamwisana kuti varege kutukana kana kurwa.

Uku kupopotedzana kwevanhu vakawanda vachitukana nemazwi ari pamusoro.

Zvakafanana

-popotedzana · -reketedzana

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tukirira

Kutukirira kuudza mumwe mashoko akaipisisa anorwadza.

Verenga

Swipe for the next word