Duramazwi
Zvinoreva
Kusutswa.
1
Kusutswa.
Banya kaimba kasingasetwi nedhaka kanogara munhu anomukirwa kana kuti kusvikirwa.
Machira micheka, kazhinji michena nemitema, inomonerwa nemunhu anomukirwa nemudzimu.
Kana munhurume achinge amukirwa anenge onzwa kuda kurara nemukadzi.
2
Kana munhurume achinge amukirwa anenge onzwa kuda kurara nemukadzi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukisa
Kana uchimukisa munhu unenge uchimubvunza kuti avata zvakanaka here.
VerengaSwipe for the next word