KwaunobvaDuramazwiPpandira

Duramazwi

pandira

Zvinoreva

Kupandira kurima negeja mumunda musina mwando wakakwana, kuitira kuti kana kwazonaya ivhu racho rigone kuchengetedza mwando.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

panduka

Kupanduka kusanduka patsika kwemunhu anga achimboita zvinhu zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word